VIDEO: BOSS PUMACOL – SNAPBACK (LYRICS)

video boss pumacol snapback lyrics

Boss Pumacol has decided to give out the lyrics of his famous track called snapback. Watch, Enjoy and Download the video. We will put up the lyrics below for you to alternatively read them.

In case you missed out on the track, download the mp3 file of Boss Pumacol “Snapback” here >> BOSS PUMACOL – SNAPBACKĀ 

 

Chorus:
Snapback, mabhingo x2
Chiringazuva ngetani nechidembo x2
Uh jus 16 x3
Ukangodaro Chete ndoisa chindhindo

Verse:
Muma streets ndatotsika nyatsoongorora
tsoka hona futi kana bhutsu yandakapfeka (Woyi)
Pakuchena hatinganonoka,
Hatingadhomoka igaroziva tinga slacker slacker

Kuri ku slacker slacker maya, atinga slacker slacker
Kana ku geda geda maya, atinga geda geda
Kufamba ndakachena kunge ndiri muchena,
ndapatsvaga ndapashaya pavanot ndino lacker lacker

Iko kuzonhuhwirira, (Hooo)
Ipapo ndakachamukira (Hoo)
Atinganz takazvinonokera,
muma streets zvimoko zvondimbundira

B2C

Verse:
Usina izvozvo usanditsvage,
Ko iwewe hanti auna Saka andikutsvage (Hei)
Ziso mubhingo aurione,
Rega ndione rako hanti riri panze

Ndapfeka gear rikupisa pa tawndi (Porisi)
Boss of the road, ndatoremera round
Nditori monya kunyangwe ndisiri giant
Nekuchena Nicki ato offer night

B2C

Repeat Verse One

B2C x2

Repeat Verse Two

PROMO DOWNLOAD